Numeri 24:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino Bharaki akatsamwira Bharami kwazvo, akarovanisa maoko ake,+ uye Bharaki akati kuna Bharami: “Ndakakushevedza kuti utuke+ vavengi vangu, asi tarira! wavakomborera zvikuru kwazvo katatu aka. Ezekieri 6:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Ombera,+ utsike netsoka yako, uti: “Maiwe kani!” nokuda kwezvinhu zvose zvinosemesa zvakaipa zveimba yaIsraeri,+ nokuti vachaurayiwa nebakatwa,+ nenzara+ uye nedenda.+
10 Zvino Bharaki akatsamwira Bharami kwazvo, akarovanisa maoko ake,+ uye Bharaki akati kuna Bharami: “Ndakakushevedza kuti utuke+ vavengi vangu, asi tarira! wavakomborera zvikuru kwazvo katatu aka.
11 “Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Ombera,+ utsike netsoka yako, uti: “Maiwe kani!” nokuda kwezvinhu zvose zvinosemesa zvakaipa zveimba yaIsraeri,+ nokuti vachaurayiwa nebakatwa,+ nenzara+ uye nedenda.+