Numeri 22:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Naizvozvo varume vakuru veMoabhi nevarume vakuru veMidhiyani vakaenda nemibhadharo yokushopera+ iri mumaoko avo, vakaenda kuna Bharami,+ vakamuudza mashoko aBharaki. Dheuteronomi 18:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Pakati pako hapafaniri kuwanikwa munhu anopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto,+ munhu anoshopera,+ anoita zvemashiripiti+ kana munhu anotenda mashura+ kana muroyi,+
7 Naizvozvo varume vakuru veMoabhi nevarume vakuru veMidhiyani vakaenda nemibhadharo yokushopera+ iri mumaoko avo, vakaenda kuna Bharami,+ vakamuudza mashoko aBharaki.
10 Pakati pako hapafaniri kuwanikwa munhu anopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto,+ munhu anoshopera,+ anoita zvemashiripiti+ kana munhu anotenda mashura+ kana muroyi,+