-
1 Samueri 2:7Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
7 Jehovha ndiye Anopa urombo+ uye Anopfumisa,+
Anoderedza, uyewo Anokwidziridza,+
-
Pisarema 113:7Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
7 Achisimudza munhu akaderera kubva muguruva;+
Anokwidziridza murombo kubva mugomba remadota,+
-
-
-