RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 19:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Mhosva dzose dzichauya kwamuri dzehama dzenyu dziri kugara mumaguta adzo, dzine chokuita nokuteurwa kweropa,+ dzine chokuita nomutemo+ nomurayiro+ nomurau+ nezvakatongwa,+ munyevere hama dzenyu kuti dzirege kuitira Jehovha zvakaipa kuti imi nehama dzenyu murege kutsamwirwa.+ Izvi ndizvo zvamunofanira kuita kuti murege kuva nemhosva.

  • Jeremiya 1:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 “Asi iwe, sunga muhudyu mako,+ usimuke, utaure navo zvose zvandinokurayira. Usavhundutswa navo,+ kuti ndirege kukuvhundutsa pamberi pavo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe