1 Madzimambo 18:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Ruoko rwaJehovha rwakava pana Eriya,+ zvokuti akasunga muhudyu make,+ akamhanya ari mberi kwaAhabhi kusvikira kuJezreeri.+ 2 Madzimambo 4:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Iye akabva ati kuna Gehazi:+ “Zvisunge muchiuno,+ utore mudonzvo+ wangu uuise muruoko rwako uende. Kana ukasangana nomunhu, usamukwazisa;+ kana munhu akakukwazisa, usamupindura. Unofanira kunoisa mudonzvo wangu pachiso chomukomana wacho.”+ 2 Madzimambo 9:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino muprofita Erisha akashevedza mumwe wevanakomana+ vevaprofita, akabva ati kwaari: “Zvisunge muchiuno,+ utore chinu+ ichi chemafuta, uende kuRamoti-giriyedhi.+ Jobho 38:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndapota, zvisunge muchiuno somurume,Uye rega ndikubvunze, iwe undiudze.+ Ruka 12:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Vanofara varanda vaya vanoti kana tenzi achisvika anovawana vakarinda!+ Chokwadi ndinoti kwamuri, Achazvisunga chiuno,+ oita kuti vatsenhame patafura uye achauya pedyo navo, ovashumira.+ 1 Petro 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokudaro gadzirirai pfungwa dzenyu nokuda kwebasa rakaoma,+ nyatsosvinurirai;+ isai tariro yenyu pamutsa usina kukodzera kuwanwa+ uchaunzwa kwamuri pakuratidzwa+ kwaJesu Kristu.
46 Ruoko rwaJehovha rwakava pana Eriya,+ zvokuti akasunga muhudyu make,+ akamhanya ari mberi kwaAhabhi kusvikira kuJezreeri.+
29 Iye akabva ati kuna Gehazi:+ “Zvisunge muchiuno,+ utore mudonzvo+ wangu uuise muruoko rwako uende. Kana ukasangana nomunhu, usamukwazisa;+ kana munhu akakukwazisa, usamupindura. Unofanira kunoisa mudonzvo wangu pachiso chomukomana wacho.”+
9 Zvino muprofita Erisha akashevedza mumwe wevanakomana+ vevaprofita, akabva ati kwaari: “Zvisunge muchiuno,+ utore chinu+ ichi chemafuta, uende kuRamoti-giriyedhi.+
37 Vanofara varanda vaya vanoti kana tenzi achisvika anovawana vakarinda!+ Chokwadi ndinoti kwamuri, Achazvisunga chiuno,+ oita kuti vatsenhame patafura uye achauya pedyo navo, ovashumira.+
13 Nokudaro gadzirirai pfungwa dzenyu nokuda kwebasa rakaoma,+ nyatsosvinurirai;+ isai tariro yenyu pamutsa usina kukodzera kuwanwa+ uchaunzwa kwamuri pakuratidzwa+ kwaJesu Kristu.