Revhitiko 26:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Ndichakuparadzirai pakati pemarudzi,+ ndichavhomora bakatwa shure kwenyu;+ nyika yenyu ichava nzvimbo isina chinhu,+ uye maguta enyu achava matongo. Jeremiya 42:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 bakatwa ramuri kutya richakuwanai munyika yeIjipiti,+ naiyo nzara yamuri kutya ichanyatsokuteverai kuIjipiti;+ uye muchafira ikoko.+ Ezekieri 12:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Vose vakaripoteredza kuti varibatsire, nemapoka aro ose ehondo, ndichavaparadzira kumhepo dzose;+ uye ndichavavhomorera bakatwa ndichivatevera.+
33 Ndichakuparadzirai pakati pemarudzi,+ ndichavhomora bakatwa shure kwenyu;+ nyika yenyu ichava nzvimbo isina chinhu,+ uye maguta enyu achava matongo.
16 bakatwa ramuri kutya richakuwanai munyika yeIjipiti,+ naiyo nzara yamuri kutya ichanyatsokuteverai kuIjipiti;+ uye muchafira ikoko.+
14 Vose vakaripoteredza kuti varibatsire, nemapoka aro ose ehondo, ndichavaparadzira kumhepo dzose;+ uye ndichavavhomorera bakatwa ndichivatevera.+