Jeremiya 9:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ndichaita Jerusarema murwi wematombo,+ nzvimbo inogara hunguhwe;+ uye ndichaita maguta aJudha matongo, asina anogaramo.+ Zekariya 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 ‘Zvino ndakavakanda nemhepo ine mvura kumarudzi ose+ avakanga vasingazivi;+ uye nyika yasara yava dongo shure kwavo, isina anopfuura nomairi uye isina anodzoka kwairi;+ uye vakaita kuti nyika yakanaka+ ive chinhu chinokatyamadza.’”
11 Ndichaita Jerusarema murwi wematombo,+ nzvimbo inogara hunguhwe;+ uye ndichaita maguta aJudha matongo, asina anogaramo.+
14 ‘Zvino ndakavakanda nemhepo ine mvura kumarudzi ose+ avakanga vasingazivi;+ uye nyika yasara yava dongo shure kwavo, isina anopfuura nomairi uye isina anodzoka kwairi;+ uye vakaita kuti nyika yakanaka+ ive chinhu chinokatyamadza.’”