Jeremiya 31:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 “Nokuti iyi ndiyo sungano+ yandichaita neimba yaIsraeri pashure pemazuva iwayo,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ndichaisa mutemo wangu mavari,+ uye ndichaunyora mumwoyo mavo.+ Ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+
33 “Nokuti iyi ndiyo sungano+ yandichaita neimba yaIsraeri pashure pemazuva iwayo,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ndichaisa mutemo wangu mavari,+ uye ndichaunyora mumwoyo mavo.+ Ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+