Genesisi 48:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino vanakomana vako vaviri vawakaberekerwa munyika yeIjipiti ndisati ndauya kuno kwauri muIjipiti, ndevangu.+ Efremu naManase vachava vangu sezvakaita Rubheni naSimiyoni.+ 1 Makoronike 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Vanakomana vaRubheni,+ dangwe raIsraeri—nokuti ndiye aiva dangwe;+ asi iye zvaakasvibisa mubhedha wababa vake,+ udangwe hwake hwakapiwa vanakomana vaJosefa+ mwanakomana waIsraeri, zvokuti aisazonyorwa sedangwe maererano nedzinza rake. Ezekieri 48:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Pamuganhu waManase, kubvira kumuganhu wokumabvazuva kusvikira kumuganhu wokumavirira, ndiwo mugove mumwe chete waEfremu.+
5 Zvino vanakomana vako vaviri vawakaberekerwa munyika yeIjipiti ndisati ndauya kuno kwauri muIjipiti, ndevangu.+ Efremu naManase vachava vangu sezvakaita Rubheni naSimiyoni.+
5 Vanakomana vaRubheni,+ dangwe raIsraeri—nokuti ndiye aiva dangwe;+ asi iye zvaakasvibisa mubhedha wababa vake,+ udangwe hwake hwakapiwa vanakomana vaJosefa+ mwanakomana waIsraeri, zvokuti aisazonyorwa sedangwe maererano nedzinza rake.
5 Pamuganhu waManase, kubvira kumuganhu wokumabvazuva kusvikira kumuganhu wokumavirira, ndiwo mugove mumwe chete waEfremu.+