RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 14:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Kana ndikaenda kusango, tarirai, kune vaya vakaurayiwa nebakatwa!+ Kana ndikapinda muguta, tarirai, kunewo matenda aikonzerwa nenzara!+ Nokuti muprofita nomupristi vadzungaira nenyika yavasina kuziva.’”+

  • Jeremiya 15:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Zvino kana vakati kwauri, ‘Tichabuda tichienda kupi?’ iwe utiwo kwavari, ‘Zvanzi naJehovha: “Munhu wose akafanirwa nedenda rinouraya, achaenda kudenda rinouraya! Munhu wose akafanirwa nebakatwa, achaenda kubakatwa! Munhu wose akafanirwa nenzara, achaenda kunzara!+ Munhu wose akafanirwa nokutapwa, achatapwa!”’+

  • Ezekieri 5:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Chikamu chako chimwe chete pazvikamu zvitatu—chichafa nedenda,+ uye chichapera nenzara chiri pakati pako.+ Chimwe chikamu pazvikamu zvitatu—chichaurayiwa nebakatwa chakakupoteredza. Chikamu chokupedzisira pazvikamu zvitatu ndichachiparadzira kumhepo yose,+ uye ndichavhomora bakatwa ndichivatevera.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe