Pisarema 73:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Uye ivo vakati: “Mwari akazviziva sei?+Wokumusorosoro ane zivo here?”+ Pisarema 94:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vanoramba vachiti: “Jah haaoni;+Uye Mwari waJakobho haazvinzwisisi.”+ Isaya 29:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Vane nhamo vaya vanovanzira Jehovha kwazvo zvavanoronga,+ vane mabasa akaitirwa munzvimbo ine rima,+ pavanenge vachiti: “Ndiani ari kutiona, uye ndiani ari kuziva nezvedu?”+ Ezekieri 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo iye akati kwandiri: “Kukanganisa kweimba yaIsraeri neyaJudha+ kukuru kwazvo,+ nyika yazadzwa nokuteura ropa,+ guta razara nokusarurama;+ nokuti ivo vakati, ‘Jehovha akabva panyika,+ uye Jehovha haasi kuona.’+
15 Vane nhamo vaya vanovanzira Jehovha kwazvo zvavanoronga,+ vane mabasa akaitirwa munzvimbo ine rima,+ pavanenge vachiti: “Ndiani ari kutiona, uye ndiani ari kuziva nezvedu?”+
9 Naizvozvo iye akati kwandiri: “Kukanganisa kweimba yaIsraeri neyaJudha+ kukuru kwazvo,+ nyika yazadzwa nokuteura ropa,+ guta razara nokusarurama;+ nokuti ivo vakati, ‘Jehovha akabva panyika,+ uye Jehovha haasi kuona.’+