Isaya 48:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti ndaiziva kuti wakaoma,+ kuti mutsipa wako idzira resimbi+ uye huma yako imhangura,+ Zekariya 7:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vakaita kuti mwoyo+ yavo iite sedombo reemeri kuti varege kuteerera mutemo+ nemashoko zvakatumirwa naJehovha wemauto achishandisa mudzimu wake,+ achishandisa vaprofita vekare;+ zvokuti Jehovha wemauto akatsamwa kwazvo.”+ Mako 10:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi Jesu akati kwavari: “Iye akakunyorerai murayiro uyu nokuda kwokuoma kwemwoyo yenyu.+ VaRoma 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi maererano noukukutu+ hwako nomwoyo usingapfidzi+ uri kuzviunganidzira hasha+ pazuva rehasha+ uye rokuratidzwa+ kwokutonga kwakarurama kwaMwari.+
12 Vakaita kuti mwoyo+ yavo iite sedombo reemeri kuti varege kuteerera mutemo+ nemashoko zvakatumirwa naJehovha wemauto achishandisa mudzimu wake,+ achishandisa vaprofita vekare;+ zvokuti Jehovha wemauto akatsamwa kwazvo.”+
5 Asi maererano noukukutu+ hwako nomwoyo usingapfidzi+ uri kuzviunganidzira hasha+ pazuva rehasha+ uye rokuratidzwa+ kwokutonga kwakarurama kwaMwari.+