Pisarema 9:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Jehovha anozivikanwa nokutonga kwaakaita.+Munhu akaipa ateyiwa nebasa remaoko ake.+Higayoni. Sera. Ezekieri 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndichavatambanudzira ruoko rwangu,+ ndoita kuti nyika yacho ive dongo, uye ive nzvimbo isina chinhu kupfuura renje riri nechokuDhibra, munzvimbo dzavo dzose dzavanogara. Vachaziva kuti ndini Jehovha.’”
16 Jehovha anozivikanwa nokutonga kwaakaita.+Munhu akaipa ateyiwa nebasa remaoko ake.+Higayoni. Sera.
14 Ndichavatambanudzira ruoko rwangu,+ ndoita kuti nyika yacho ive dongo, uye ive nzvimbo isina chinhu kupfuura renje riri nechokuDhibra, munzvimbo dzavo dzose dzavanogara. Vachaziva kuti ndini Jehovha.’”