Ezekieri 18:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Zvinorevei kwamuri, zvamuri kutaura chirevo ichi munyika yaIsraeri, muchiti, ‘Vanababa ndivo vanodya mazambiringa mambishi, asi mazino evanakomana ndiwo anoita ugugu’?+
2 “Zvinorevei kwamuri, zvamuri kutaura chirevo ichi munyika yaIsraeri, muchiti, ‘Vanababa ndivo vanodya mazambiringa mambishi, asi mazino evanakomana ndiwo anoita ugugu’?+