2 Petro 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 vachiti:+ “Uku kuvapo kwake kwakapikirwa kuri kupiko?+ Chokwadi, kubvira pazuva rakarara madzitateguru edu murufu, zvinhu zvose zviri kuramba zvakaita sezvazvakanga zvakangoita kubvira pazvakatanga kusikwa.”+
4 vachiti:+ “Uku kuvapo kwake kwakapikirwa kuri kupiko?+ Chokwadi, kubvira pazuva rakarara madzitateguru edu murufu, zvinhu zvose zviri kuramba zvakaita sezvazvakanga zvakangoita kubvira pazvakatanga kusikwa.”+