VaRoma 3:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Nokuti vanhu vose vakatadza,+ vakakundikana kusvika pakubwinya kwaMwari,+ VaRoma 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Saka, chivi zvachakapinda munyika nomunhu mumwe chete+ uye rufu+ zvarwakapinda nechivi, saizvozvowo rufu rwakapararira kuvanhu vose nokuti vose vakanga vatadza+—.
12 Saka, chivi zvachakapinda munyika nomunhu mumwe chete+ uye rufu+ zvarwakapinda nechivi, saizvozvowo rufu rwakapararira kuvanhu vose nokuti vose vakanga vatadza+—.