Dheuteronomi 16:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Kururamisira—utevere kururamisira,+ kuti urambe uri mupenyu uye uite kuti nyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako ive yako.+ Ezekieri 18:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 kana iye akaramba achifamba mumirau yangu+ uye akaramba achiita zvandakatonga kuti aite nokutendeka,+ iye akarurama.+ Chokwadi acharamba achirarama,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha. VaRoma 10:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti Mosesi anonyora kuti munhu anenge aita kururama kunodiwa noMutemo achararama maererano nako.+
20 Kururamisira—utevere kururamisira,+ kuti urambe uri mupenyu uye uite kuti nyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako ive yako.+
9 kana iye akaramba achifamba mumirau yangu+ uye akaramba achiita zvandakatonga kuti aite nokutendeka,+ iye akarurama.+ Chokwadi acharamba achirarama,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.
5 Nokuti Mosesi anonyora kuti munhu anenge aita kururama kunodiwa noMutemo achararama maererano nako.+