Eksodho 20:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Uchiyeuka zuva resabata kuti uriite dzvene,+ Revhitiko 23:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “‘Basa ngariitwe kwemazuva matanhatu, asi zuva rechinomwe isabata rokuzorora zvakakwana,+ iko kuungana kutsvene. Musaita chero basa ripi zvaro. Isabata rinoitirwa Jehovha munzvimbo dzose dzamunogara.+ Revhitiko 23:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Mumwedzi wechinomwe,+ nomusi wokutanga womwedzi wacho, panofanira kuva nokuzorora kwakakwana nokuda kwenyu, chiyeuchidzo chinoitwa nokurira kwebhosvo,+ iko kuungana kutsvene.+ Revhitiko 23:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Isabata rokuzorora zvakakwana nokuda kwenyu,+ uye munofanira kutambudza+ mweya yenyu musi wechipfumbamwe womwedzi wacho manheru. Muchengete sabata renyu kubvira manheru kusvikira manheru.” Revhitiko 25:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi mugore rechinomwe nyika ngaive nesabata rokuzorora zvakakwana,+ sabata rinoitirwa Jehovha. Usadyara mbeu mumunda wako, uye usachekerera munda wako wemizambiringa. Revhitiko 25:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Gore iroro rechimakumi mashanu richava Jubheri kwamuri.+ Hamufaniri kudyara mbeu kana kukohwa zvinongomera zvoga munyika kana kuunganidza mazambiringa emizambiringa yayo isina kuchekererwa.+ Dheuteronomi 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “‘Sezvaunochengeta zuva resabata kuti uriite dzvene, sezvawakarayirwa naJehovha Mwari wako,+ Nehemiya 9:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Makavazivisa sabata renyu dzvene,+ mukavarayira mirayiro nemirau nomutemo muchishandisa mushumiri wenyu Mosesi.+
3 “‘Basa ngariitwe kwemazuva matanhatu, asi zuva rechinomwe isabata rokuzorora zvakakwana,+ iko kuungana kutsvene. Musaita chero basa ripi zvaro. Isabata rinoitirwa Jehovha munzvimbo dzose dzamunogara.+
24 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Mumwedzi wechinomwe,+ nomusi wokutanga womwedzi wacho, panofanira kuva nokuzorora kwakakwana nokuda kwenyu, chiyeuchidzo chinoitwa nokurira kwebhosvo,+ iko kuungana kutsvene.+
32 Isabata rokuzorora zvakakwana nokuda kwenyu,+ uye munofanira kutambudza+ mweya yenyu musi wechipfumbamwe womwedzi wacho manheru. Muchengete sabata renyu kubvira manheru kusvikira manheru.”
4 Asi mugore rechinomwe nyika ngaive nesabata rokuzorora zvakakwana,+ sabata rinoitirwa Jehovha. Usadyara mbeu mumunda wako, uye usachekerera munda wako wemizambiringa.
11 Gore iroro rechimakumi mashanu richava Jubheri kwamuri.+ Hamufaniri kudyara mbeu kana kukohwa zvinongomera zvoga munyika kana kuunganidza mazambiringa emizambiringa yayo isina kuchekererwa.+
14 Makavazivisa sabata renyu dzvene,+ mukavarayira mirayiro nemirau nomutemo muchishandisa mushumiri wenyu Mosesi.+