Dhanieri 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Panguva iyoyo, chiso chamambo chakachinja, pfungwa dzake dzikaita kuti atye,+ munobatana mapfupa nechomuhudyu make mukati regwede,+ mabvi ake akagwagwadza.+
6 Panguva iyoyo, chiso chamambo chakachinja, pfungwa dzake dzikaita kuti atye,+ munobatana mapfupa nechomuhudyu make mukati regwede,+ mabvi ake akagwagwadza.+