Dhanieri 2:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 “Pashure penyu kuchamuka humwe umambo+ hwakaderera kwamuri;+ uye humwe umambo hwechitatu, hwemhangura, huchatonga nyika yose.+ Dhanieri 8:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino ini, ndakaramba ndichifunga, uye tarira! paiva nenhongo+ yakanga ichiuya ichibva kumavirazuva ichifamba panyika pose, asi yakanga isingatsiki pasi. Nhongo yacho yakanga ine nyanga yainyatsooneka pakati pemaziso ayo.+ Dhanieri 10:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Naizvozvo iye akati: “Unoziva here kuti ndauyirei kwauri? Zvino ndichadzokera kuti ndinorwa nomuchinda wePezhiya.+ Pandinenge ndichienda, tarira! muchinda wokuGirisi achauyawo.+ Dhanieri 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Zvino mambo ane simba achamuka otonga nzvimbo huru,+ oita sezvaanoda.+
39 “Pashure penyu kuchamuka humwe umambo+ hwakaderera kwamuri;+ uye humwe umambo hwechitatu, hwemhangura, huchatonga nyika yose.+
5 Zvino ini, ndakaramba ndichifunga, uye tarira! paiva nenhongo+ yakanga ichiuya ichibva kumavirazuva ichifamba panyika pose, asi yakanga isingatsiki pasi. Nhongo yacho yakanga ine nyanga yainyatsooneka pakati pemaziso ayo.+
20 Naizvozvo iye akati: “Unoziva here kuti ndauyirei kwauri? Zvino ndichadzokera kuti ndinorwa nomuchinda wePezhiya.+ Pandinenge ndichienda, tarira! muchinda wokuGirisi achauyawo.+