1 VaKorinde 6:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Chii! Hamuzivi here kuti uyo anobatanidzwa nehure muviri mumwe chete? Nokuti, “Vaviri,” iye anodaro, “vachava nyama imwe.”+
16 Chii! Hamuzivi here kuti uyo anobatanidzwa nehure muviri mumwe chete? Nokuti, “Vaviri,” iye anodaro, “vachava nyama imwe.”+