Hosiya 7:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ivo vakadzoka, asi kwete kukunamata kwakakwirira;+ vakanga vaita souta hwakadhamba.+ Machinda avo achaurayiwa nebakatwa nokuda kwokupa mhosva norurimi rwawo.+ Uku ndiko kuchava kunyombwa kwavo munyika yeIjipiti.”+ Hosiya 9:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Havazorambi vachigara munyika yaJehovha,+ Efremu achadzokera kuIjipiti+ uye vachadya zvinhu zvisina kuchena vari kuAsiriya.+
16 Ivo vakadzoka, asi kwete kukunamata kwakakwirira;+ vakanga vaita souta hwakadhamba.+ Machinda avo achaurayiwa nebakatwa nokuda kwokupa mhosva norurimi rwawo.+ Uku ndiko kuchava kunyombwa kwavo munyika yeIjipiti.”+
3 Havazorambi vachigara munyika yaJehovha,+ Efremu achadzokera kuIjipiti+ uye vachadya zvinhu zvisina kuchena vari kuAsiriya.+