Hosiya 8:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vakaramba vachibayira nyama+ sezvibayiro zvangu zvezvipo, uye vakaramba vachidya zvakanga zvisingafarirwi naJehovha.+ Zvino achayeuka kukanganisa kwavo oita kuti vazvidavirire nokuda kwezvivi zvavo.+ Ivo vakadzokera kuIjipiti.+
13 Vakaramba vachibayira nyama+ sezvibayiro zvangu zvezvipo, uye vakaramba vachidya zvakanga zvisingafarirwi naJehovha.+ Zvino achayeuka kukanganisa kwavo oita kuti vazvidavirire nokuda kwezvivi zvavo.+ Ivo vakadzokera kuIjipiti.+