Jeremiya 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Enda ushevedzere Jerusarema richinzwa, uchiti, ‘Zvanzi naJehovha:+ “Ndinonyatsoyeuka mutsa worudo wawakaratidza uchiri muduku,+ rudo rwepanguva yawakavimbiswa kuroorwa,+ kunditevera kwawakaita murenje, munyika isina kudyarwa mbeu.+ Jeremiya 31:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvanzi naJehovha: “Vanhu vakapona pabakatwa vakanzwirwa nyasha murenje,+ Israeri paakanga achifamba kuti azorore.”+
2 “Enda ushevedzere Jerusarema richinzwa, uchiti, ‘Zvanzi naJehovha:+ “Ndinonyatsoyeuka mutsa worudo wawakaratidza uchiri muduku,+ rudo rwepanguva yawakavimbiswa kuroorwa,+ kunditevera kwawakaita murenje, munyika isina kudyarwa mbeu.+
2 Zvanzi naJehovha: “Vanhu vakapona pabakatwa vakanzwirwa nyasha murenje,+ Israeri paakanga achifamba kuti azorore.”+