-
Ezekieri 16:8Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
8 “‘Zvino ndakapfuura pedyo nepawaiva, ndikakuona, uye tarira! nguva yako yakanga yava nguva yokuratidza rudo.+ Naizvozvo ndakatambanudzira kunoperera nguo yangu pamusoro pako+ kuti ndifukidze kusapfeka kwako, ndikapika kwauri, ndikaita sungano newe,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, ‘naizvozvo wakava wangu.+
-