Dheuteronomi 28:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Vanakomana vako nevanasikana vako vachapiwa rumwe rudzi,+ maziso ako akatarira uye uchivasuwa nguva dzose—asi maoko ako achange asina simba.+ Dheuteronomi 32:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Kunze bakatwa richaita kuti vashayikirwe,+Uye vari mukati vachatya,+Vose jaya nemhandara,+Anoyamwa nomurume ane bvudzi jena.+ Jeremiya 15:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndichavaurutsa neforogo+ pamagedhi enyika yacho. Ndichaita kuti vashayikirwe nevana.+ Ndichaparadza vanhu vangu, zvavasina kutendeuka panzira dzavo.+
32 Vanakomana vako nevanasikana vako vachapiwa rumwe rudzi,+ maziso ako akatarira uye uchivasuwa nguva dzose—asi maoko ako achange asina simba.+
25 Kunze bakatwa richaita kuti vashayikirwe,+Uye vari mukati vachatya,+Vose jaya nemhandara,+Anoyamwa nomurume ane bvudzi jena.+
7 Ndichavaurutsa neforogo+ pamagedhi enyika yacho. Ndichaita kuti vashayikirwe nevana.+ Ndichaparadza vanhu vangu, zvavasina kutendeuka panzira dzavo.+