2 Madzimambo 17:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 uye vakaramba vachizvimisira shongwe tsvene+ nematanda matsvene+ pazvikomo zvose zvakakwirira+ nepasi pemiti yose yakasvibirira;+ Hosiya 8:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Nokuti Efremu akaita kuti atari dziwande kuti atadze.+ Ava neatari kuti atadze.+
10 uye vakaramba vachizvimisira shongwe tsvene+ nematanda matsvene+ pazvikomo zvose zvakakwirira+ nepasi pemiti yose yakasvibirira;+