Hosiya 6:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Haiwa iwe Efremu, ndichaitei kwauri? Haiwa iwe Judha,+ ndichaitei kwauri, mutsa wenyu worudo paunenge wakaita semakore emangwanani uye sedova rinokurumidza kuenda?
4 “Haiwa iwe Efremu, ndichaitei kwauri? Haiwa iwe Judha,+ ndichaitei kwauri, mutsa wenyu worudo paunenge wakaita semakore emangwanani uye sedova rinokurumidza kuenda?