Eksodho 20:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Ndini Jehovha Mwari wako,+ akakubudisa munyika yeIjipiti, muimba yevaranda.+ Revhitiko 11:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Nokuti ndini Jehovha akakubudisai munyika yeIjipiti kuti ndive Mwari wenyu;+ munofanira kuva vatsvene,+ nokuti ini ndiri mutsvene.+ Pisarema 81:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ini Jehovha, ndini Mwari wenyu,+Akakubudisai munyika yeIjipiti.+Shamai miromo yenyu kwazvo, uye ini ndichaizadza.+ Hosiya 12:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Asi ini ndini Jehovha Mwari wako kubvira uchiri munyika yeIjipiti.+ Ndichakugarisa mumatende somumazuva enguva yakatarwa.
45 Nokuti ndini Jehovha akakubudisai munyika yeIjipiti kuti ndive Mwari wenyu;+ munofanira kuva vatsvene,+ nokuti ini ndiri mutsvene.+
10 Ini Jehovha, ndini Mwari wenyu,+Akakubudisai munyika yeIjipiti.+Shamai miromo yenyu kwazvo, uye ini ndichaizadza.+
9 “Asi ini ndini Jehovha Mwari wako kubvira uchiri munyika yeIjipiti.+ Ndichakugarisa mumatende somumazuva enguva yakatarwa.