2 Madzimambo 19:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino vakati kwaari: “Zvanzi naHezekiya, ‘Nhasi izuva rokutambudzika+ nerokutukwa+ nerokuvirimirwa;+ nokuti vanakomana vasvika pamuromo wechibereko,+ asi hapana simba rokusununguka.+
3 Zvino vakati kwaari: “Zvanzi naHezekiya, ‘Nhasi izuva rokutambudzika+ nerokutukwa+ nerokuvirimirwa;+ nokuti vanakomana vasvika pamuromo wechibereko,+ asi hapana simba rokusununguka.+