2 Madzimambo 17:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Izvozvo zvakaitika nokuti vanakomana vaIsraeri vakanga vatadzira+ Jehovha Mwari wavo, iye akavabudisa munyika yeIjipiti mavaidzvinyirirwa naFarao mambo weIjipiti,+ vakatanga kutya vamwe vanamwari;+
7 Izvozvo zvakaitika nokuti vanakomana vaIsraeri vakanga vatadzira+ Jehovha Mwari wavo, iye akavabudisa munyika yeIjipiti mavaidzvinyirirwa naFarao mambo weIjipiti,+ vakatanga kutya vamwe vanamwari;+