RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 20:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Vaya vakanga vasara vakatizira kuAfeki,+ kuguta; rusvingo rukawira varume zviuru makumi maviri nezvinomwe vakanga vasara.+ Asi Bheni-hadhadhi akatiza,+ akazopinda muguta, muimba yomukatikati.+

  • Isaya 24:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Kutya negomba nechiteyeso zviri pauri, iwe mugari womunyika.+

  • Isaya 24:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Ani naani achatiza kurira kwechinhu chinotyiwa achawira mugomba, uye ani naani achabuda mugomba achabatwa nechiteyeso.+ Nokuti magedhi emvura ari kumusoro achavhurwa,+ uye nheyo dzenyika dzichazununguka.+

  • Jeremiya 15:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Zvino kana vakati kwauri, ‘Tichabuda tichienda kupi?’ iwe utiwo kwavari, ‘Zvanzi naJehovha: “Munhu wose akafanirwa nedenda rinouraya, achaenda kudenda rinouraya! Munhu wose akafanirwa nebakatwa, achaenda kubakatwa! Munhu wose akafanirwa nenzara, achaenda kunzara!+ Munhu wose akafanirwa nokutapwa, achatapwa!”’+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe