Numeri 34:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Muchatara muganhu wacho kubvira kuGomo reHori kusvikira kumuganhu weHamati,+ uye muganhu wacho unofanira kugumira kuZedhadhi.+ 2 Madzimambo 14:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Mamwe mabasa ose aJerobhoamu nezvose zvaakaita nokuva kwake nesimba, kurwa kwaakaita nokudzorera kwaakaita Dhamasiko+ neHamati+ kuJudha iri muIsraeri, hazvina kunyorwa here mubhuku remabasa emazuva emadzimambo aIsraeri?
8 Muchatara muganhu wacho kubvira kuGomo reHori kusvikira kumuganhu weHamati,+ uye muganhu wacho unofanira kugumira kuZedhadhi.+
28 Mamwe mabasa ose aJerobhoamu nezvose zvaakaita nokuva kwake nesimba, kurwa kwaakaita nokudzorera kwaakaita Dhamasiko+ neHamati+ kuJudha iri muIsraeri, hazvina kunyorwa here mubhuku remabasa emazuva emadzimambo aIsraeri?