RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 13:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Muchandisvibisa kuvanhu vangu nokuda kwetsama dzebhari uye nokuda kwezvimedu zvechingwa,+ kuti muuraye mweya isingafaniri kufa,+ uye kuti muchengetedze mweya isingafaniri kurarama iri mipenyu nokurevera nhema kwamunoita vanhu vangu, ivo vanoteerera nhema here?”’+

  • Ezekieri 34:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 “Mwanakomana womunhu, profitira vafudzi vaIsraeri. Profita, uti kwavari, kuna ivo vafudzi, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Vane nhamo vafudzi vaIsraeri,+ ivo vanongodya voga!+ Vafudzi havafaniri kufudza makwai here?+

  • Mateu 7:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “Chenjererai vaprofita venhema+ vanouya kwamuri vakapfeka nguo dzemakwai,+ asi mukati vari mhumhi dzinoparadza.+

  • VaRoma 16:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Nokuti vanhu vorudzi irworwo havasi varanda vaShe wedu Kristu, asi vematumbu avo;+ uye vanonyengedza mwoyo yevasina mhosva vachishandisa kutaura kunonyengera+ nokutaura kwokurumbidza.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe