Jobho 21:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Vanoti kuna Mwari wechokwadi, ‘Ibvai kwatiri!+Hatifariri kuziva nzira dzenyu.+ Isaya 29:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino Jehovha anoti: “Vanhu ava zvavakava pedyo neni nemiromo yavo, vakandikudza nemiromo yavo chete,+ vakaisa mwoyo yavo kure neni,+ uye kunditya kwavo kukava murayiro wevanhu uri kudzidziswa,+ VaHebheru 10:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 ngatiswederei pedyo naMwari nemwoyo yechokwadi tiine chivimbo chizere nokutenda, mwoyo yedu yasaswa kuti inatswe pahana yakaipa+ uye miviri yedu yashambidzwa nemvura yakachena.+
13 Zvino Jehovha anoti: “Vanhu ava zvavakava pedyo neni nemiromo yavo, vakandikudza nemiromo yavo chete,+ vakaisa mwoyo yavo kure neni,+ uye kunditya kwavo kukava murayiro wevanhu uri kudzidziswa,+
22 ngatiswederei pedyo naMwari nemwoyo yechokwadi tiine chivimbo chizere nokutenda, mwoyo yedu yasaswa kuti inatswe pahana yakaipa+ uye miviri yedu yashambidzwa nemvura yakachena.+