VaHebheru 13:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Rambai muchitinyengeterera,+ nokuti tinovimba kuti tine hana yakatendeseka, zvatinoda kuva vakatendeseka muzvinhu zvose.+ 1 Johani 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvisinei, kana tiri kufamba muchiedza iye zvaari muchiedza,+ tinogovana isu pachedu,+ uye ropa+ raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa+ pazvivi zvose.+
18 Rambai muchitinyengeterera,+ nokuti tinovimba kuti tine hana yakatendeseka, zvatinoda kuva vakatendeseka muzvinhu zvose.+
7 Zvisinei, kana tiri kufamba muchiedza iye zvaari muchiedza,+ tinogovana isu pachedu,+ uye ropa+ raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa+ pazvivi zvose.+