RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 4:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Nokuda kweizvi nyika yacho ichachema,+ uye matenga ari kumusoro achasviba.+ Nokuti ndakataura, ndakafunga, uye handina kuzvidemba, uyewo handizodzoki pazviri.+

  • Jeremiya 20:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Munhu iyeye ngaave semaguta akaparadzwa naJehovha asi Iye akasambozvidemba.+ Achanzwa kushevedzera mangwanani uye chiratidzo chokunyevera panguva yemasikati.+

  • Ezekieri 24:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ini Jehovha, ndazvitaura.+ Zvichauya,+ uye ndichazviita. Handizoregi,+ uye handizonzwi urombo+ kana kuzvidemba.+ Vachakutonga zvinoenderana nenzira dzako uye zvinoenderana nezvawakaita,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe