Jeremiya 52:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mumwedzi wechina, pazuva rechipfumbamwe romwedzi wacho,+ nzara yakanyanya muguta uye makanga musina zvokudya nokuda kwevanhu vomunyika yacho.+
6 Mumwedzi wechina, pazuva rechipfumbamwe romwedzi wacho,+ nzara yakanyanya muguta uye makanga musina zvokudya nokuda kwevanhu vomunyika yacho.+