18 “‘“Iwe wakasvibisa nzvimbo dzako tsvene nokuti kukanganisa kwako kwakanga kwakawanda,+ uye nokuti zvinhu zvako zvokutengesa+ zvakanga zvisina kururama. Ndichabudisa moto pakati pako.+ Ndiwo uchakuparadza. Ndichaita kuti uve madota pamusoro penyika pamberi pevaya vose vanokuona.+