1 Madzimambo 4:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 VaJudha nevaIsraeri vakanga vakawanda, vakaita sejecha riri pedyo negungwa nokuda kwokuwanda kwavo,+ vachidya nokunwa nokufara.+ Jeremiya 33:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Uto riri kumatenga zvarisingaverengeki, uyewo jecha regungwa zvarisingayereki,+ saizvozvowo ndichaita kuti vana vomushumiri wangu Dhavhidhi nevaRevhi vari kundishumira vawande.’”+
20 VaJudha nevaIsraeri vakanga vakawanda, vakaita sejecha riri pedyo negungwa nokuda kwokuwanda kwavo,+ vachidya nokunwa nokufara.+
22 Uto riri kumatenga zvarisingaverengeki, uyewo jecha regungwa zvarisingayereki,+ saizvozvowo ndichaita kuti vana vomushumiri wangu Dhavhidhi nevaRevhi vari kundishumira vawande.’”+