Isaya 66:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti chokwadi Jehovha achatonga vanhu vose nebakatwa rake somoto;+ uye vachaurayiwa naJehovha vachava vazhinji.+ Ezekieri 38:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Ndichazviita mukuru, ndozvitsvenesa,+ ndoita kuti ndizivikanwe pamberi pemarudzi mazhinji; uye vachaziva kuti ndini Jehovha.’+ Joeri 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Mapoka evanhu, mapoka evanhu ari mubani rokusarudza,+ nokuti zuva raJehovha riri pedyo mubani rokusarudza.+ Zvakazarurwa 16:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Chokwadi, iko kutaura kunofuridzirwa+ nemadhimoni uye kunoita zviratidzo,+ kunoenda kumadzimambo+ enyika yose inogarwa,+ kuti kuaunganidzire kuhondo+ yezuva guru+ raMwari Wemasimbaose.+
16 Nokuti chokwadi Jehovha achatonga vanhu vose nebakatwa rake somoto;+ uye vachaurayiwa naJehovha vachava vazhinji.+
23 Ndichazviita mukuru, ndozvitsvenesa,+ ndoita kuti ndizivikanwe pamberi pemarudzi mazhinji; uye vachaziva kuti ndini Jehovha.’+
14 Mapoka evanhu, mapoka evanhu ari mubani rokusarudza,+ nokuti zuva raJehovha riri pedyo mubani rokusarudza.+
14 Chokwadi, iko kutaura kunofuridzirwa+ nemadhimoni uye kunoita zviratidzo,+ kunoenda kumadzimambo+ enyika yose inogarwa,+ kuti kuaunganidzire kuhondo+ yezuva guru+ raMwari Wemasimbaose.+