1 Samueri 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndizvo zvaaiita gore negore,+ kazhinji paaienda kuimba yaJehovha.+ Ndiwo manetsero aaimuita, zvokuti aisvimha misodzi uye aisadya. Isaya 66:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “Zvino kubvira pakugara kwomwedzi kusvikira pakugara kwomwedzi uye kubvira pasabata kusvikira pasabata vanhu vose vachauya kuzokotama pamberi pangu,”+ Jehovha adaro.
7 Ndizvo zvaaiita gore negore,+ kazhinji paaienda kuimba yaJehovha.+ Ndiwo manetsero aaimuita, zvokuti aisvimha misodzi uye aisadya.
23 “Zvino kubvira pakugara kwomwedzi kusvikira pakugara kwomwedzi uye kubvira pasabata kusvikira pasabata vanhu vose vachauya kuzokotama pamberi pangu,”+ Jehovha adaro.