-
Nehemiya 12:44Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
44 Uyezve, pazuva iroro kwakagadzwa varume kuti vatarisire dzimba+ dzezvinhu zvakanga zvakachengetwa,+ dzemipiro,+ dzezvibereko zvokutanga+ nedzezvegumi,+ kuti vaunganidzire madziri kubva kuminda yemaguta migove yaidiwa nomutemo+ nokuda kwevapristi nevaRevhi;+ nokuti kufara kwaJudha kwaiva nokuda kwevapristi uye nokuda kwevaRevhi+ vaishumira.
-