RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 31
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Makoronike 31:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 11:16
  • +2Mak 24:5
  • +Eks 23:24; 2Mad 10:16; 2Mak 14:3
  • +Dhe 7:5; 2Mad 18:4; 2Mak 34:3; 1VaK 10:14
  • +Dhe 12:2
  • +2Mak 23:17
  • +2Mak 14:5
  • +2Mak 30:1
  • +2Mak 30:18

2 Makoronike 31:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 24:1
  • +1Mak 23:6
  • +2Mak 5:11; Ru 1:5
  • +2Mak 8:14; 23:8
  • +1Mak 16:40
  • +1Mak 16:1; 21:26
  • +1Mak 23:13; 26:12; 2Mak 13:10
  • +1Mak 16:4; 23:30
  • +1Mak 23:5; Pis 22:22

2 Makoronike 31:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:26
  • +2Mak 30:24
  • +Eks 29:39; Nu 28:4
  • +Nu 28:9
  • +1Mak 23:31
  • +Re 23:2
  • +Nu 28:2

2 Makoronike 31:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 10:38
  • +Nu 18:21
  • +Ne 13:10; 1VaK 9:9
  • +Mar 2:7

2 Makoronike 31:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 12:44
  • +Eks 23:19
  • +Eks 22:29; Ne 10:37
  • +Nu 18:12
  • +Ge 43:11
  • +Ne 10:35
  • +Zvi 3:9

2 Makoronike 31:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 11:16
  • +Re 27:30; Dhe 14:28

2 Makoronike 31:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 23:16
  • +Re 23:24

2 Makoronike 31:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:1
  • +Ezr 7:27
  • +2Sa 6:18; 2Mak 6:3

2 Makoronike 31:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 31:6

2 Makoronike 31:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 26:17
  • +1Mak 6:8
  • +Nu 18:8; 31:29
  • +Mar 3:10
  • +2Mad 4:43
  • +Ge 26:12; Re 25:21; Zvi 10:22

2 Makoronike 31:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:12; Ne 10:38

2 Makoronike 31:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 31:29
  • +Re 27:30; Dhe 14:28
  • +2Mad 12:15

2 Makoronike 31:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 26:17

2 Makoronike 31:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:12
  • +1Mak 26:17
  • +Nu 29:39; Dhe 12:6; 16:10
  • +Nu 18:8
  • +Re 2:10; 7:1

2 Makoronike 31:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:19
  • +1Mak 9:22
  • +1Mak 24:1
  • +1Mak 25:8

2 Makoronike 31:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 9:1
  • +Nu 3:15

2 Makoronike 31:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 17:3; 1Mak 24:4
  • +1Mak 24:30
  • +Nu 4:3; 8:24; 1Mak 23:24
  • +1Mak 23:6

2 Makoronike 31:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 29:15
  • +1Mak 9:22; 2Mak 31:15

2 Makoronike 31:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 24:1
  • +Re 25:34; Nu 35:2; Jos 21:13

2 Makoronike 31:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 20:3; Zvi 12:2
  • +Dhe 12:28; 1VaT 2:10
  • +Zvi 28:20; Mab 24:16

2 Makoronike 31:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 29:35
  • +Dhe 32:46; Pis 1:2
  • +Dhe 4:29
  • +Dhe 6:5; 10:12; 1Mad 8:61
  • +Dhe 29:9; Jos 1:8

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Mak. 31:12Mak 11:16
2 Mak. 31:12Mak 24:5
2 Mak. 31:1Eks 23:24; 2Mad 10:16; 2Mak 14:3
2 Mak. 31:1Dhe 7:5; 2Mad 18:4; 2Mak 34:3; 1VaK 10:14
2 Mak. 31:1Dhe 12:2
2 Mak. 31:12Mak 23:17
2 Mak. 31:12Mak 14:5
2 Mak. 31:12Mak 30:1
2 Mak. 31:12Mak 30:18
2 Mak. 31:21Mak 24:1
2 Mak. 31:21Mak 23:6
2 Mak. 31:22Mak 5:11; Ru 1:5
2 Mak. 31:22Mak 8:14; 23:8
2 Mak. 31:21Mak 16:40
2 Mak. 31:21Mak 16:1; 21:26
2 Mak. 31:21Mak 23:13; 26:12; 2Mak 13:10
2 Mak. 31:21Mak 16:4; 23:30
2 Mak. 31:21Mak 23:5; Pis 22:22
2 Mak. 31:31Mak 26:26
2 Mak. 31:32Mak 30:24
2 Mak. 31:3Eks 29:39; Nu 28:4
2 Mak. 31:3Nu 28:9
2 Mak. 31:31Mak 23:31
2 Mak. 31:3Re 23:2
2 Mak. 31:3Nu 28:2
2 Mak. 31:4Ne 10:38
2 Mak. 31:4Nu 18:21
2 Mak. 31:4Ne 13:10; 1VaK 9:9
2 Mak. 31:4Mar 2:7
2 Mak. 31:5Ne 12:44
2 Mak. 31:5Eks 23:19
2 Mak. 31:5Eks 22:29; Ne 10:37
2 Mak. 31:5Nu 18:12
2 Mak. 31:5Ge 43:11
2 Mak. 31:5Ne 10:35
2 Mak. 31:5Zvi 3:9
2 Mak. 31:62Mak 11:16
2 Mak. 31:6Re 27:30; Dhe 14:28
2 Mak. 31:7Re 23:16
2 Mak. 31:7Re 23:24
2 Mak. 31:81Mak 28:1
2 Mak. 31:8Ezr 7:27
2 Mak. 31:82Sa 6:18; 2Mak 6:3
2 Mak. 31:92Mak 31:6
2 Mak. 31:102Mak 26:17
2 Mak. 31:101Mak 6:8
2 Mak. 31:10Nu 18:8; 31:29
2 Mak. 31:10Mar 3:10
2 Mak. 31:102Mad 4:43
2 Mak. 31:10Ge 26:12; Re 25:21; Zvi 10:22
2 Mak. 31:111Mak 28:12; Ne 10:38
2 Mak. 31:12Nu 31:29
2 Mak. 31:12Re 27:30; Dhe 14:28
2 Mak. 31:122Mad 12:15
2 Mak. 31:132Mak 26:17
2 Mak. 31:141Mak 26:12
2 Mak. 31:141Mak 26:17
2 Mak. 31:14Nu 29:39; Dhe 12:6; 16:10
2 Mak. 31:14Nu 18:8
2 Mak. 31:14Re 2:10; 7:1
2 Mak. 31:15Jos 21:19
2 Mak. 31:151Mak 9:22
2 Mak. 31:151Mak 24:1
2 Mak. 31:151Mak 25:8
2 Mak. 31:161Mak 9:1
2 Mak. 31:16Nu 3:15
2 Mak. 31:17Nu 17:3; 1Mak 24:4
2 Mak. 31:171Mak 24:30
2 Mak. 31:17Nu 4:3; 8:24; 1Mak 23:24
2 Mak. 31:171Mak 23:6
2 Mak. 31:182Mak 29:15
2 Mak. 31:181Mak 9:22; 2Mak 31:15
2 Mak. 31:191Mak 24:1
2 Mak. 31:19Re 25:34; Nu 35:2; Jos 21:13
2 Mak. 31:202Mad 20:3; Zvi 12:2
2 Mak. 31:20Dhe 12:28; 1VaT 2:10
2 Mak. 31:20Zvi 28:20; Mab 24:16
2 Mak. 31:212Mak 29:35
2 Mak. 31:21Dhe 32:46; Pis 1:2
2 Mak. 31:21Dhe 4:29
2 Mak. 31:21Dhe 6:5; 10:12; 1Mad 8:61
2 Mak. 31:21Dhe 29:9; Jos 1:8
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Makoronike 31:1-21

2 Makoronike

31 Pavakangopedza zvose izvi, vaIsraeri vose+ vakanga vari ipapo vakaenda kumaguta aJudha,+ vakaputsa shongwe tsvene+ nokutema matanda matsvene+ nokuputsa nzvimbo dzakakwirira+ neatari+ dzacho pakati paJudha+ wose naBhenjamini naEfremu+ naManase+ kusvikira vapedza; uye vanakomana vose vaIsraeri vachibva vazodzokera kumaguta avo, mumwe nomumwe kunzvimbo yake.

2 Hezekiya akabva amisa mapoka+ evapristi neevaRevhi+ mumapoka avo, rimwe nerimwe maererano nebasa raro revapristi+ nerevaRevhi+ nokuda kwechinopiwa+ chinopiswa nezvibayiro zvokugoverana+ kuti vashumire,+ vaonge+ uye varumbidze+ vari pamagedhi emisasa yaJehovha. 3 Paiva nomugove wamambo wakabva pazvinhu zvake+ kuti uve zvinopiwa zvinopiswa,+ zvinopiwa zvinopiswa zvemangwanani+ nemanheru, uyewo zvinopiwa zvinopiswa zvemasabata+ nezvokugara kwemwedzi+ nezvemwaka yemitambo,+ maererano nezvakanyorwa mumutemo waJehovha.+

4 Akaudzawo vanhu, ivo vagari vomuJerusarema, kuti vape mugove wevapristi+ nowevaRevhi,+ kuitira kuti vaomerere kwazvo+ kumutemo waJehovha.+ 5 Shoko parakangotaurwa, vanakomana vaIsraeri+ vakawedzera zvibereko zvokutanga zvezviyo,+ waini itsva,+ nemafuta+ nouchi+ nezvibereko zvose zvomumunda,+ uye vakaunza chegumi chezvinhu zvose zviri zvizhinji.+ 6 Vanakomana vaIsraeri nevaJudha vaigara mumaguta aJudha,+ vakauyawo nechegumi chemombe nemakwai nechegumi chezvinhu zvitsvene,+ zvinhu zvakatsaurirwa Jehovha Mwari wavo. Vakauyawo nazvo, vakazvipa, zvikaita mirwi nemirwi. 7 Vakatanga kuita mirwi yacho mumwedzi wechitatu+ nokuisa mutsara wokutanga, uye vakapedza mumwedzi wechinomwe.+ 8 Hezekiya nemachinda+ pavakauya vakaona mirwi yacho, vakarumbidza+ Jehovha nevanhu vake vaIsraeri.+

9 Kwapera nguva yakati, Hezekiya akabvunza vapristi nevaRevhi pamusoro pemirwi yacho.+ 10 Azariya+ mupristi mukuru weimba yaZadhoki+ akabva amupindura, chokwadi iye akati: “Kubvira panguva yavakatanga kuuya nomupiro+ muimba yaJehovha tave tichidya, tichiguta,+ pachisara zvakawanda;+ nokuti Jehovha akakomborera vanhu vake,+ uye zvasara ndeizvi zvakawanda kwazvo.”

11 Hezekiya akarayira kuti dzimba dzokudyira+ dzigadzirwe muimba yaJehovha. Naizvozvo vakadzigadzira. 12 Vakaramba vachiuya nomupiro+ nechegumi+ nezvinhu zvitsvene nokutendeka;+ uye Konaniya muRevhi ndiye aizvitarisira somutungamiriri, uye munun’una wake Shimei ndiye akanga ari wechipiri. 13 Jehieri naAzaziya naNahati naAsaheri naJerimoti naJozabhadhi naErieri naIsmakiya naMahati naBhenaya ndivo vakanga vari vamiririri kudivi raKonaniya nomunun’una wake Shimei, maererano nomurayiro wamambo Hezekiya, uye Azariya+ ndiye aitungamirira imba yaMwari wechokwadi. 14 Kore mwanakomana waImnaa muRevhi ndiye akanga ari muchengeti wegedhi+ rokumabvazuva,+ achitarisira zvinopiwa zvokuzvidira+ zvaMwari wechokwadi, kuti ape mupiro+ waJehovha nezvinhu zvitsvenetsvene.+ 15 Ndiye aitarisira Edheni naMiniyamini naJeshua naShemaya, Amariya naShekaniya, vaiva mumaguta evapristi,+ vaiva pabasa raida kuvimbika,+ kuti vape hama dzavo dzaiva mumapoka,+ zvakaenzana kumukuru nomuduku;+ 16 tisingabatanidzi vanhurume vaya vakanga vakanyorwa maererano nemadzinza avo,+ vaibvira pamakore matatu zvichikwira,+ vevaya vose vaiuya kuimba yaJehovha kuzoita zvaifanira kuitwa zuva nezuva, kuzoita basa ravo maererano nezvavaisungirwa kuti vaite maererano nemapoka avo.

17 Uku ndiko kunyorwa kwevapristi maererano nemadzinza avo, maererano nedzimba dzemadzibaba avo+ uyewo kwevaRevhi,+ vaibvira pamakore makumi maviri+ zvichikwira, maererano nezvavaisungirwa kuti vaite mumapoka avo;+ 18 uye kunyorwa kwevana vavo vose, madzimai avo nevanakomana vavo nevanasikana vavo, kweungano yose, maererano nemadzinza avo nokuti vakazvitsvenesa+ nokuda kwezvinhu zvitsvene pabasa ravo raida kuvimbika;+ 19 uye kwevanakomana vaAroni,+ ivo vapristi, vaiva muminda yemafuro+ emaguta avo. Mumaguta ose akasiyana-siyana maiva nevarume vakanga vakasarudzwa nemazita avo, kuti vape migove kumunhurume wose aiva pakati pevapristi navose vakanga vakanyorwa maererano nemadzinza avo vaiva pakati pevaRevhi.

20 Hezekiya akaita izvi pakati paJudha wose, akaramba achiita zvakanaka+ nezvakarurama+ nezvakatendeka+ pamberi paJehovha Mwari wake. 21 Pabasa rose raakatanga mubasa+ reimba yaMwari wechokwadi nepamutemo+ nepamurayiro kuti atsvake+ Mwari wake, akaita nomwoyo wake wose,+ akabudirira.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe