Dheuteronomi 28:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Jehovha achakuzarurira matura ake akanaka, iwo matenga, kuti akupe mvura panyika yako mumwaka wayo+ uye kuti akomborere mabasa ose oruoko rwako;+ uye uchakweretesa marudzi mazhinji, asi iwe hauzokwereti.+ 2 Madzimambo 7:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi mubatsiri wacho akapindura munhu waMwari wechokwadi akati: “Kunyange kana Jehovha akazarura magedhi emvura kumatenga, zvingaitika maererano neshoko iri here?”+ Iye akati: “Uchazviona nemaziso ako, asi hauzozvidyi.”+
12 Jehovha achakuzarurira matura ake akanaka, iwo matenga, kuti akupe mvura panyika yako mumwaka wayo+ uye kuti akomborere mabasa ose oruoko rwako;+ uye uchakweretesa marudzi mazhinji, asi iwe hauzokwereti.+
19 Asi mubatsiri wacho akapindura munhu waMwari wechokwadi akati: “Kunyange kana Jehovha akazarura magedhi emvura kumatenga, zvingaitika maererano neshoko iri here?”+ Iye akati: “Uchazviona nemaziso ako, asi hauzozvidyi.”+