Johani 1:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Kunyange ini ndakanga ndisingamuzivi, asi Iye chaiye akandituma+ kuzobhabhatidza nemvura akati kwandiri, ‘Munhu waunoona mudzimu uchiburukira paari woramba uripo, iyeyu ndiye anobhabhatidza nomudzimu mutsvene.’+ Mabasa 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 vose vakazadzwa nomudzimu mutsvene,+ vakatanga kutaura nedzimwe ndimi,+ sokupiwa kwavakanga vachiitwa nomudzimu kuti vataure. 1 VaKorinde 12:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti chokwadi tose takabhabhatidzwa+ nomudzimu mumwe chete kuti tive muviri mumwe chete, tingava vaJudha kana vaGiriki, tingava varanda kana vakasununguka, uye tose takaitwa kuti tinwe+ mudzimu mumwe chete.
33 Kunyange ini ndakanga ndisingamuzivi, asi Iye chaiye akandituma+ kuzobhabhatidza nemvura akati kwandiri, ‘Munhu waunoona mudzimu uchiburukira paari woramba uripo, iyeyu ndiye anobhabhatidza nomudzimu mutsvene.’+
4 vose vakazadzwa nomudzimu mutsvene,+ vakatanga kutaura nedzimwe ndimi,+ sokupiwa kwavakanga vachiitwa nomudzimu kuti vataure.
13 Nokuti chokwadi tose takabhabhatidzwa+ nomudzimu mumwe chete kuti tive muviri mumwe chete, tingava vaJudha kana vaGiriki, tingava varanda kana vakasununguka, uye tose takaitwa kuti tinwe+ mudzimu mumwe chete.