Mateu 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ini ndinokubhabhatidzai nemvura+ nokuda kwokupfidza+ kwenyu; asi uyo anouya+ pashure pangu akasimba kupfuura zvandakaita, ane hwashu dzandisina kukodzera kubvisa.+ Iyeye achakubhabhatidzai nomudzimu mutsvene+ uye nomoto.+ Mabasa 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 nokuti chokwadi, Johani akabhabhatidza nemvura, asi imi muchabhabhatidzwa nomudzimu mutsvene+ kusati kwapera mazuva mazhinji pashure peizvi.” Mabasa 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 vose vakazadzwa nomudzimu mutsvene,+ vakatanga kutaura nedzimwe ndimi,+ sokupiwa kwavakanga vachiitwa nomudzimu kuti vataure.
11 Ini ndinokubhabhatidzai nemvura+ nokuda kwokupfidza+ kwenyu; asi uyo anouya+ pashure pangu akasimba kupfuura zvandakaita, ane hwashu dzandisina kukodzera kubvisa.+ Iyeye achakubhabhatidzai nomudzimu mutsvene+ uye nomoto.+
5 nokuti chokwadi, Johani akabhabhatidza nemvura, asi imi muchabhabhatidzwa nomudzimu mutsvene+ kusati kwapera mazuva mazhinji pashure peizvi.”
4 vose vakazadzwa nomudzimu mutsvene,+ vakatanga kutaura nedzimwe ndimi,+ sokupiwa kwavakanga vachiitwa nomudzimu kuti vataure.