Ruka 20:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Naizvozvo, havana kukwanisa kumubata pakutaura uku pamberi pevanhu, asi, vashamiswa nokupindura kwake, havana chavakataura.+
26 Naizvozvo, havana kukwanisa kumubata pakutaura uku pamberi pevanhu, asi, vashamiswa nokupindura kwake, havana chavakataura.+