Mateu 5:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Zvisinei, ini ndinoti kwamuri: Musambopika,+ kana nedenga, nokuti iro chigaro choumambo chaMwari;+
34 Zvisinei, ini ndinoti kwamuri: Musambopika,+ kana nedenga, nokuti iro chigaro choumambo chaMwari;+