Revhitiko 27:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 “‘Zvegumi zvose+ zvenyika, zvembeu yenyika nezvemichero yemiti, ndezvaJehovha. Icho chinhu chitsvene kuna Jehovha. Ruka 11:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Asi mune nhamo imi vaFarisi, nokuti munopa chegumi+ chemindi neruyi nechemimwe miriwo yose, asi munodarika kururamisira uye kuda Mwari! Maisungirwa kuti muite zvinhu izvi, asi kwete kurega zvimwe zvinhu zviya.+
30 “‘Zvegumi zvose+ zvenyika, zvembeu yenyika nezvemichero yemiti, ndezvaJehovha. Icho chinhu chitsvene kuna Jehovha.
42 Asi mune nhamo imi vaFarisi, nokuti munopa chegumi+ chemindi neruyi nechemimwe miriwo yose, asi munodarika kururamisira uye kuda Mwari! Maisungirwa kuti muite zvinhu izvi, asi kwete kurega zvimwe zvinhu zviya.+